🌐 Language
'Olelo Hawai'iAfaan Oromoobahasa IndonesiaBelarusianBrezhonegCebuanoChamorroChichewachiShonaChongthuCiyawoDanskDeutschEestiEnglishEspañolEsperantoeʋegbeFrançaisHausaHrvatskiIgboIlocanoItalianoKikuyuKiswahiliKiyombiKreyòl AyisyenLatinaLatviešulietuviųLingálaLugandaMagyarMahasuiMāoriNederlandsNorskPohnpeianPolskiPortuguêsQach’abelRomaniRomânăSanskritSetswanaShqipsrpski jezikSuomiSvenskaTagalogTiếng ViệtTonganTwiTürkçeUyghur tiliYorùbáÍslenskaČeštinaБългарскиРусскийУкраїнськаעבריתاردوالعربيةفارسیكوردی سۆرانیअहिराणी‎नेपालीभद्रवाही‎मराठीमानक हिन्दी‎हरियाणवी‎অসমীয়াবাংলাਪੰਜਾਬੀગુજરાતીଓଡ଼ିଆ‎தமிழ்తెలుగుಕನ್ನಡമലയാളംไทยဗမာἙλληνική中文日本語한국어+ Mitauro Yose
See More Jesus
chiShona

Ndinofanira Kuita Sei Kuti Ndiponeswe? — Chikamu 2 — Bvunzo yeBhaibheri

Bvunzo yeBhaibheri

Ndinofanira Kuita Sei Kuti Ndiponeswe? — Chikamu 2 — Bvunzo yeBhaibheri

Kubva parugwaro rumwe nerumwe pazasi, sarudza zvinodzidziswa nendima iyoyo. Zvawawana zvichaonekwa pakupedzisira.

Iyi ndiyo kwizi inoongororwa. Ipase kuti uwane mhindu inoenda kuChitupa Chinotsigira Ushumiri chako.

Mateo 16:24 — Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure ________ wake, anditevere.
pfungwa
muchinjikwa
shamwari
Ruka 9:23 — Ipapo akati kwavari vose, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira kuzviramba atore muchinjikwa wake ________ rimwe nerimwe agonditevera.
zuva
kudenga
zvirokwazvo
Kuungudza kwaJeremia 3:22 — Nokuda kwerudo rukuru rwaJehovha, hatina ________, nokuti tsitsi dzake hadzitongoperi.
kuparadzwa
maturo
rwenyu
Zvirevo 8:34 — Akaropafadzwa munhu anoteerera kwandiri, anorinda mazuva ose pamasuo angu. ________ pamukova womusuo wangu.
anofara
Anomira
anotadza
Mabasa aVapostori 17:11 — Zvino vaBheria vakanga vane tsika dzakanaka kupfuura vaTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nemwoyo inodisisa uye vachinzvera ________ zuva rimwe nerimwe kuti vaone kana zvairehwa naPauro zvaiva izvo.
kumhepo
Magwaro
venhaka
Mateo 6:9 — “Zvino aya ndiwo manyengeterero amunofanira ________: “‘Baba vedu vari kudenga, zita renyu ngarikudzwe
kuita
mhosva
nzara
MAPISAREMA 68:19 — Ishe ngaarumbidzwe, Mwari ________ wedu, anotakura mitoro yedu zuva nezuva. Sera
Wamasimba
muJudha
Muponesi
VaRoma 8:26 — Saizvozvowo, Mweya anotibatsira mukusava nesimba kwedu. Nokuti hatizivi zvatinofanira ________, asi Mweya amene anotinyengeterera nokugomera kusingatsananguriki namashoko.
kunyengeterera
kusarurama
kushingaira
VaGaratia 5:16 — Saka ndinoti, raramai noMweya, uye hamungazofadzi ________ nokuchiva kwayo.
anonzwisisa
nyama
anosiya
VaGaratia 5:22 — Asi chibereko choMweya ndirwo rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, ________, kunaka, kutendeka
kutambudzwa
kwavakafa
unyoro
VaFiripi 2:12 — Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso ________ nokutya nokudedera
rwenyu
simba
zvivi
Mabasa aVapostori 2:39 — ________ ndechenyu navana venyu navose vari kure, navose vachazodanwa naShe Mwari wedu.”
Chipikirwa
zvapupu
kuramba
Dhuteronomi 6:6 — ________ iyi yandinokupai nhasi inofanira kuva mumwoyo yenyu.
Mirayiro
meso
nzira
Zvirevo 22:6 — Rovedza ________ munzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.
ndinoona
mwana
namano
Joshua 24:15 — Asi kana kushumira Jehovha kusingakufadzei, zvino zvisarudzirei nhasi wamuchashumira, vamwari vaishumirwa namadzitateguru enyu ________ kwoRwizi kana vamwari vavaAmori, munyika mamugere. Asi kana ndirini neimba yangu tichashumira Jehovha.”
mhiri
mubhuku
pfumo
2 Timoti 1:5 — Ndinoyeuchidzwa kutenda kwako kusinganyengeri, kwakanga kuri muna mbuya vako Roisi uye nomuna mai vako Yunisi ________, uye zvino ndinoziva kuti kunogarawo mauri.
tariro
pakutanga
vhangeri
Dhuteronomi 7:9 — Naizvozvo zivai kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari; iye ndiMwari akatendeka anochengeta ________ yake yorudo kusvikira kumarudzi ane chiuru chamarudzi kuna avo vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.
mukadzi
mwanasikana
sungano
Johani 6:35 — Ipapo Jesu akataura achiti, “Ndini chingwa choupenyu. Ani naani anouya kwandiri haangatongovi ________, uye ani naani anotenda kwandiri haangatongovi nenyota.
nyaya
nenzara
kuramba
Ekisodho 16:21 — ________ oga oga munhu mumwe nomumwe akaunganidza zvaimukwanira, uye zuva parakanga ropisa, zvakanyungudika.
Rokusangana
Mangwanani
ropa

← Dzokera kuchidzidzo