🌐 Mutauro
'Olelo Hawai'iAfaan Oromoobahasa IndonesiaBrezhonegCebuanoChamorroChichewachiShonaChongthuCiyawoDanskDeutschEestiEnglishEspañolEsperantoeʋegbeFrançaisHausaHrvatskiIgboIlocanoItalianoKikuyuKiswahiliKiyombiKreyòl AyisyenLatinaLatviešulietuviųLingálaLugandaMagyarMahasuiMāoriNederlandsNorskPohnpeianPolskiPortuguêsQach’abelRomaniRomânăSetswanaShqipsrpski jezikSuomiSvenskaTagalogTiếng ViệtTonganTwiTürkçeYorùbáÍslenskaČeštinaбеларускаяБългарскиРусскийУкраїнськаעבריתئۇيغۇرچەاردوالعربيةفارسیكوردی سۆرانیअहिराणी‎नेपालीभद्रवाही‎मराठीमानक हिन्दी‎संस्कृत भाषाहरियाणवी‎অসমীয়াবাংলাਪੰਜਾਬੀગુજરાતીଓଡ଼ିଆ‎தமிழ்తెలుగుಕನ್ನಡമലയാളംไทยဗမာἙλληνική中文日本語한국어+ Mitauro Yose
See More Jesus
chiShona

Ndinofanira Kuita Sei Kuti Ndiponeswe? — Kuzviita Muupenyu — Bvunzo yeBhaibheri

Bvunzo yeBhaibheri

Ndinofanira Kuita Sei Kuti Ndiponeswe? — Kuzviita Muupenyu — Bvunzo yeBhaibheri

Kubva parugwaro rumwe nerumwe pazasi, sarudza zvinodzidziswa nendima iyoyo. Zvawawana zvichaonekwa pakupedzisira.

Iyi ndiyo kwizi inoongororwa. Ipase kuti uwane mhindu inoenda kuChitupa Chinotsigira Ushumiri chako.

VaGaratia 4:6 — Nokuda kwokuti muri vanakomana, Mwari akatuma Mweya woMwanakomana wake mumwoyo yedu, Mweya anodana achiti, “________, Baba.”
Abha
reZini
Ramoti
VaRoma 6:11 — Nenzira imwe cheteyo, nemiwo munofanira kuziva kuti makafa kuchivi, asi muri ________ kuna Mwari muna Kristu Jesu.
vapenyu
wamambo
kwakadzika
Ruka 8:15 — Asi ________ yapavhu rakanaka inomirira vaya vane mwoyo yakatendeka uye yakanaka, vanonzwa shoko, vorichengeta, uye nokuda kwokutsungirira kwavo vanobereka zvibereko.
vakashamiswa
hapana
mbeu
Mapisarema 1:2 — Asi anofarira murayiro waJehovha, uye anofungisisa murayiro wake masikati ________.
nousiku
shongwe
mapenzi
Joshua 1:8 — Bhuku iri romurayiro harifaniri kubva pamuromo wako; fungisisa pamusoro paro ________ namasikati, kuti uchenjerere kuita zvose zvakanyorwa mariri uye ipapo uchabudirira kwazvo.
usiku
mubhuku
mhiri
1 Petro 5:8 — Muzvidzore uye musvinure. ________ wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya.
mwenje
Muvengi
mukuru
Ruka 14:28 — “Tomboti mumwe wenyu anoda kuvaka shongwe. Haatangi agara pasi agoongorora ________ kuti aone kana ane mari inokwana kuipedza here?
mutengo
kutongwa
upenzi
Zvakazarurwa 12:11 — Vakamukunda neropa reGwayana uye neshoko rokupupura kwavo; havana kuda upenyu hwavo zvakanyanya zvokuti vangatya ________.
kufa
rakaisvonaka
achiburuka
Jakobho 1:12 — Akaropafadzwa munhu anotsunga pakuedzwa, nokuti paanokunda, achapiwa ________ youpenyu yakavimbiswa naMwari kuna avo vanomuda.
Mutambo
dzedenga
korona
Zvakazarurwa 7:9 — Shure kwaizvozvi ndakatarira uye ndikaona ipapo pamberi pangu vazhinji zhinji vakanga vasingagoni kuverengwa, vaibva kundudzi dzose, nokumarudzi ose, navanhu vemitauro yose, vamire pamberi pechigaro choushe napamberi peGwayana. Vakanga vakapfeka nguo ________ uye vakabata matavi emichindwe mumaoko avo.
kukudza
pano
chena
Ruka 9:23 — Ipapo akati kwavari vose, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira kuzviramba atore muchinjikwa wake ________ rimwe nerimwe agonditevera.
zuva
kudenga
zvirokwazvo
VaFiripi 2:12 — Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ________, rambai muchishandira ruponeso rwenyu nokutya nokudedera,
ndisipo
muteresi
usazvidza

← Dzokera kuchidzidzo